KwaunobvaDuramazwiBbvarapfatika

Duramazwi

bvarapfatika

Zvinoreva

Kubvarapfatika kuzungunuka-zungunuka kunoita munhu kana mhuka iri kuedza kuzvisunungura payakamanikwa.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvaru

Kuti bvaru kumwauka kwezvakaita sejira kana bepa richiita zvipenga.

Verenga

Swipe for the next word