Duramazwi01 / 03bvaranyuKuti bvaranyu kubvisa tudimbu tudiki pachinhu chihombe uchiita zvekudambura.Verenga→
Duramazwi02 / 03bvarapfataKana chinhu chichibvarapfata chinenge chichirwisa kuti chisununguke.Verenga→
Duramazwi03 / 03bvarapfatikaKubvarapfatika kuzungunuka-zungunuka kunoita munhu kana mhuka iri kuedza kuzvisunungura payakamanikwa.Verenga→