KwaunobvaDuramazwiBbvapfapfa

Duramazwi · zita

bvapfapfa

Zvinoreva

Bvapfapfa imvura yakawanda inenge ichibuda sezvakaita mumudziyo une buri.

Bvapfapfa ruzha runoitwa nenyama inenge ichikangwa.

1

Bvapfapfa ruzha runoitwa nenyama ine mafuta inenge ichikangwa.

Bvapfapfa imhuka kana vanhu vakawanda vanenge vachifamba.

2

3

4

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word