KwaunobvaDuramazwiBbvanzu

1

Mabvanzu zvidimbu zvidimbu zvezvinhu zvavhunwa zvinenge zvaunganidzwa pamwe chete.

Mabvanzu makwikwi anoitwa pasina anofungidzirwa kuti ndiye achakunda vamwe.

Zvine chekuita

bvambu

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvanzudza

Kubvanzudza chinhu kukonzera kutsemuka kana kudambuka kwacho kubva pane chimwe.

Verenga

Swipe for the next word