KwaunobvaDuramazwiBbvanzau

Zvinoreva

Kuti bvanzau kudambura nemazino sezvinoita imbwa ichidya nyama kana kuti ichirwa neimwe.

1

Zvine chekuita

bvanzu

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvanzaura

Kubvanzaura kudambura nemazino zvakasimba uye nokukasikira sezvinoita imbwa dzichidya mhuka yadzabata.

Verenga

Swipe for the next word