KwaunobvaDuramazwiFfuka

Duramazwi

fuka

-pfeka-simira

Zvinoreva

Kuisa chipfeko kana gumbezi pamuviri.

1

Kuisa chipfeko kana gumbezi pamuviri.

Zviri kumwene wegira kufuka kana kuwarira.

Kufuka kuisa gumbezi kana jira pamusoro kana kuti pamuviri.

2

Kufuka kuisa chipfeko kana kuti hanzu pamuviri.

3

Kufuka kuisa gumbezi kana jira pamusoro kana kuti pamuviri.

Kana zviya kwava kunyanya kupisa muchirimo, tinongorara tisina chatakafuka.

4

Kana muchifuka nyimo mumunda, munenge muchisakura muchiumbiridza ivhu kumativi kwadzo, kuti dzigozobereka zvakanaka.

Zvakafanana

-pfeka · -simira

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fukamisa

Kufukamisa kuuraya munhu kana chinhu nenzara.

Verenga

Swipe for the next word