Tsumo · Upfumi
Zviri kumwene wegira kufuka kana kuwarira.
Zvinorehwa
Munhu ane kodzero yokusarudza kuti anoshandisa sei zvinhu zvake pachake.
What it means
The owner of something has the final say over how it gets used.
Word for word
It is up to the mat's owner whether to cover with it or lay it down.