KwaunobvaTsumoUpfumiPanoramba machinda nherera sinyungwe.

Tsumo · Upfumi

Panoramba machinda nherera sinyungwe.

Zvinorehwa

Munhu ngaaite zvinhu achizvibata nezvaari. Asazvienzanise navapfumi uye vaya vane zvinzvimbo zviri pamusoro. Vamwe vanhu vanoita zvinhu vachiziwa kuti shure kwavo vakatsigirwa nehama dzavo kana kuti nepfuma yavo.

What it means

A person should act according to their own means; they should not compare themselves to the wealthy or those in high positions, since some people only do what they do because they are backed by family or wealth.

Word for word

Where the sons (of a chief) are dancing, an orphan should keep in the background.

Mamwe mataurirwo

Enda kumupanda wenyoka kwete kuna vapfumi.

Panorwa hama nehama mutorwa bvira kure.

Tsuro kotsa muromo.

Dzimwe tsumo dzeupfumi

Dzose

Tsumo · Upfumi

01 / 03

Zundu kugara mundove hunzi neni ndava mombewo.

What it means

Someone who stays close to a person of high status wants to be seen as important too; likewise a poor person who spends time among the wealthy starts to act as if they, too, are wealthy.

Verenga

Swipe for the next proverb