KwaunobvaTsumoUpfumiKupa huvigisa.

Tsumo · Upfumi

Kupa huvigisa.

Zvinorehwa

Kana uchiposhesa vamwe vanhu mari kana zvimwe zvinhu zvavanenge vachishaya unozofara musi wavanenge vava kukudzorera zvose zvavakambokukwereta. Ipapo unozoita somunhu akanga akavigisa pfuma yake.

What it means

If you lend money or goods to others when they are in need, you will be glad on the day they repay you everything they borrowed; it is as if you had stored away your own wealth for safekeeping.

Word for word

To give is to bank.

Mamwe mataurirwo

Kupa kuturika. (-turika: hang up)

Dzimwe tsumo dzeupfumi

Dzose

Tsumo · Upfumi

01 / 03

Zundu kugara mundove hunzi neni ndava mombewo.

What it means

Someone who stays close to a person of high status wants to be seen as important too; likewise a poor person who spends time among the wealthy starts to act as if they, too, are wealthy.

Verenga

Swipe for the next proverb