Duramazwi
Zvinoreva
Kushandisa mapiritsi kana mishonga kuitira kudaidzira rudo rwemumwe.
1
Kushandisa mapiritsi kana mishonga kuitira kudaidzira rudo rwemumwe.
Uyu mushonga womufuhwira unopiwa murume nemukadzi wake kuti anyanye kumuda.
Kana munhu achinzi akapfuhwira mudiwa wake anenge akamudyisa mushonga wokuti anyanye kumuda.
Uyu mufuhwira unopiwa vakadzi nevarume vavo wokuti vasafunga zvokudzo-kera kumisha yavo, zvikuru pabari-ka.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fuka
Kuisa chipfeko kana gumbezi pamuviri.
VerengaSwipe for the next word