KwaunobvaDuramazwiFfuhunura

Duramazwi

fuhunura

-penengura

Zvinoreva

Kana munhu achifuhunura mudziyo wakaita sepoto, anenge achibvisa muvharo wawo kuti aone zviri mukati.

1

Zvakafanana

-penengura

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fuhura

Kana ukafuhura muriwo wemashizha unenge wangoubika kwenguva diki.

Verenga

Swipe for the next word