KwaunobvaDuramazwiFfugura

Duramazwi

fugura

Zvinoreva

Kubvisa jira kana gumbeze rapfukidzwa.

1

Kubvisa jira kana gumbeze rapfukidzwa.

Kuti fanyangu kufugura chinhu chinenge chakafukidzwa nokukurumidza.

Kana munhu achiti midzimu yake yafugura hapwa anenge achireva kuti yamuregerera achipinda munjodzi.

Kuti kwangwara kufugura zvinhu zvakaita sembeu zvakafukidzwa.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fuhu

Kuti fuhu kubika chinhu kokungodziyisa kwekanguvana.

Verenga

Swipe for the next word