Duramazwi
Zvinoreva
Kufugama kudzikisa muviri kusvika wamira nemabvi, kuri kuratidza rukudzo. Mune dzimwe svondo vanhu vanotofugama kana vava kunamata.
1
Kufugama kudzikisa muviri kusvika wamira nemabvi, kuri kuratidza rukudzo. Mune dzimwe svondo vanhu vanotofugama kana vava kunamata.
Ndichipinda musitting room ndakawana mama mai Sipho vakapfugama vakatarisa pasi.
Akasviko pfugama semwana anga aine hunhu nyangwe zvake anga akuhushandisa zvisiririzvo hunhu hwacho.
Tadiwa akasimuka kwave kupfugama pamberi pamai Mhofu.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fugidza
cover
VerengaSwipe for the next word