KwaunobvaDuramazwiGgwadama

Duramazwi

gwadama

kneel

Zvinoreva

Kugwadama kubairira mabvi pasi wakagara pazvitsitsinho zvamakumbo. Muroora anogwadama kana achipa vanhu zvokudya.

1

Vatendi vanogwadama pavanonyengetera muchechi.

Kugwadama kubairira mabvi pasi wakagara pazvitsitsinho zvamakumbo. Muroora anogwadama kana achipa vanhu zvokudya.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwadara

Kugwadara kudonha uchinorovera pasi nemabvi.

Verenga

Swipe for the next word