Duramazwi
Zvinoreva
Kana mhuka kana munhu achigwadaira anenge achifamba zvishoma zvishoma, asina simba.
1

2
Kugwadaira kufamba namabvi.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwadama
kneel
VerengaSwipe for the next word