Duramazwi
Zvinoreva
Kugwadara kudonha uchinorovera pasi nemabvi.
Kuti gwadara kudonhera pasi. Akainzi iyo tsvimbo, ndokubva ati gwadara pasi.

Kuti gwadara gwadara kumuka kunoita mhuka yanga yakarara pasi ichitatarika.
Chigwadara chirwere chinobata mombe, zvekuti inorwara zvakasimbisisa munguva pfupi ichibva yafa.

Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwadara gwadara
Kuti gwadara gwadara kumuka kunoita mhuka yanga yakarara pasi ichitatarika.
VerengaSwipe for the next word