KwaunobvaDuramazwiPpunzika

Duramazwi

punzika

-wa-donha

Zvinoreva

Kudonha pasi kana kupwanyika.

1

Kudonha pasi kana kupwanyika.

Kupunzika kumeduka-meduka kwechinhu chinenge chadonha, kana chinenge chatsikirirwa.

Kubwegemuka kupunzika nekuita zvidimbu zvidimbu kwechinhu chakaita sehari.

2

Kupunzika kumeduka-meduka kwechinhu chinenge chadonha, kana chinenge chatsikirirwa.

3

Kupunzika kudonha pasi kungaita munhu.

_Akapiringishwa akapunzika seshamba._

4

Kupunzika kubuda kwerume hwemunhurume.

Zvakafanana

-wa

Zvine chekuita

-donha

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pupa

Kupupa kubuda furo kunowanzoita sipo pakuwacha.

Verenga

Swipe for the next word