KwaunobvaDuramazwiPpunyura

Duramazwi

punyura

Zvinoreva

Kupunyura chinhu kuchiregedza kuti chiende kwachinoda mushure mekunge changa chakachengetedzwa zvakasimba.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

punyutsa

Kupunyutsa munhu kumubatsira kuti apoye, kana kumurega achibva muubatwa.

Verenga

Swipe for the next word