KwaunobvaDuramazwiRregedzera

Duramazwi

regedzera

Zvinoreva

Kubvisa maoko kana chakatsigira.

1

Kubvisa maoko kana chakatsigira.

Kana munhu akatepfenyura museve anenge auregedzera kubva pauta uchiita zvokudauka.

2

Kana munhu akaregedzera chinhu anenge achitsudunura pachanga chakabatira kuti chibva chasununguka.

Akaregedzera dhiramu raaiva akatsigira rikabva rakungurukira kumashure.

3

Kana munhu akaregedzera bhasikoro anenge achirichovha asina kubatira handuru dzaro.

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word