KwaunobvaDuramazwiRregera

Duramazwi

regera

retire · cease

Zvinoreva

Kusiya kuitira chinhu kana kuregedza munhu.

1

Kusiya kuitira chinhu kana kuregedza munhu.

Vatete: Takaregera nokuti mwana wedu uyu anodzidzisa saka pakanga pasina nguva.

Tikaregera miti ichingotemwa-temwa, nyika inoita gwenga sokuseka.

Kana munhu achishunga, anenge oda kuita chimwe chinhu, ozochiregera pokupedzisira.

Mamwe mazwi ane R

R

Swipe for the next word