Duramazwi
Zvinoreva
Kurega kusiya munhu kana chinhu chakaita zvachanga chakamboita.
1
Kurega kusiya munhu kana chinhu chakaita zvachanga chakamboita.
Zvisinei ndakati rega ndigozoona kuti ndingaudze Lennon sei kuti timbomira kuonana.
Zvisinei hazvo vakazongozviudza kuti rega ndisiyane nezvisina kunangana neni.
2
Kurega zvinhu kuzvisiya zvichiitika zvoga namaitikire ourongwa hwazvo.
Chiregai ndife musare mugarike.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rege
Rege imhando yemumhanzi inotambwa nevanhu vachiita zvokujanhuka-janhuka.
VerengaSwipe for the next word