Duramazwi
regedzeka
adrift · loose
Duramazwi
adrift · loose
Kurengendeka.
Kurengendeka.
Kana munhu kana chimwewo chinhu chichinzi chakaita mbodza mbodza chinenge chisina kunyatsogwinya, chakangoregedzeka regedzeka.
Nyama dzake dzakaregedzeka zvokuti dzinotekenyeka kana achifamba.
Kana munda wakaita rusheche unenge uine ivhu rakaregedzeka risingapi chikafu.
Duramazwi
01 / 03regedzera
Kubvisa maoko kana chakatsigira.
VerengaSwipe for the next word