KwaunobvaDuramazwiPpweruka

Duramazwi

pweruka

-donha-pururuka

Zvinoreva

Kana bhuruku kana siketi *ichipweruka* inenge ichidonha, isingabati muchiuno.

1

Kana bhuruku kana siketi *ichipweruka* inenge ichidonha, isingabati muchiuno.

*Bhuruku rake rinopweruka nokuti rakakurisa.*

Kana bhuruku kana siketi *ichipweruka* inenge ichidonha, isingabati muchiuno.

Zvakafanana

-donha · -pururuka

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pweshe

Kuti pweshe kugara kunoita munhu pasina chaari kuita.

Verenga

Swipe for the next word