Duramazwi
Zvinoreva
Kana zvinhu zvakati pweshu zvinenge zvakawanda chaizvo.
Kupwanyika kana kutsepuka kwechinhu chakapfava.
1

2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pweshukira
Kupweshukira kuputsika kunoita chinhu chakanyorovera kana chikatsikirirwa nechinhu chinorema.
VerengaSwipe for the next word