KwaunobvaDuramazwiPpwete

Duramazwi

pwete

Zvinoreva

Kuti pwete kondonhera pasi kwechinhu chakaita chinyoro uye chiri mbodza.

1

Kuti pwete kondonhera pasi kwechinhu chakaita chinyoro uye chiri mbodza.

N'ombe yakabva yati ndove pwete kuratidza kuti yaguta.

Kana amai vachiti ndivo vakati pwete munhu vanenge vari ivo mubereki wemunhu wacho.

2

Kana amai vachiti ndivo vakati pwete munhu vanenge vari ivo mubereki wemunhu wacho.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pwetere pwetere

Kana munhu achiti pwetere pwetere anenge achitaura zvinhu zvisina maturo, zvinotogona kushatirisa anenge achizvitaurirwa wacho.

Verenga

Swipe for the next word