Duramazwi
Zvinoreva
Kana mhodzi ikati putyu kubuda muna mai vayo inenge yabuda ichiita zvekusvakuka.
1
Kana mhodzi ikati putyu kubuda muna mai vayo inenge yabuda ichiita zvekusvakuka.
Aka-bata nyimo ndokuiisa pamuromo pake achiimenya, zvekuti mhodzi yacho yakabva yati putyu ichiwira mukanwa make.
Kana mhodzi ikati putyu kubuda muna mai vayo inenge yabuda ichiita zvekusvakuka.
2
Kuti putyu kubaya chinhu chakatefeteka chobva changobooka ipapo.
3
Kana amai vachiti ndivo vakati mwana putyu vanenge vachireva kuti ndivo vakamuzvara.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03puu
Kana chinhu chati puu chinenge chadonha pasi.
VerengaSwipe for the next word