KwaunobvaDuramazwiPputunuka

Duramazwi

putunuka

Zvinoreva

Kuputunuka kusungunuka kwepange pakasungwa, kana kumononoka kwepange pakamonwa.

1

Kuputunuka kusungunuka kwepange pakasungwa, kana kumononoka kwepange pakamonwa.

Kuputunuka kusungunuka kwepange pakasungwa, kana kumononoka kwepange pakamonwa.

Kubhabhanuka kuputunuka kunoita chinhu, sezvakaita jira rinenge rakapetwa.

Kukatana kusungana-sungana kunoita shinda kana ngoi, kana zviya yarukwa ichiputunuka yakarebesa panguva imwe chete.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

putyu

Kana mhodzi ikati putyu kubuda muna mai vayo inenge yabuda ichiita zvekusvakuka.

Verenga

Swipe for the next word