KwaunobvaDuramazwiPputugadzike

Duramazwi · zita

putugadzike

tiibisama-papu

Zvinoreva

Putugadzike chinwiwa chinopisa, chinobikwa nemvura inenge yavira pamwe chete nemasamba, uye kazhinji vanhu vanodawo kuwedzera mukaka neshuga.

1

Putugadzike chinwiwa chinopisa, chinobikwa nemvura inenge yavira pamwe chete nemasamba, uye kazhinji vanhu vanodawo kuwedzera mukaka neshuga.

Mushure mokunwa putugadzike nechingwa, takazodya mazai aiva muchidodo.

Kusvusvura kudya chikafu chamangwanani, ingava putugadzike kana nezvimwewo.

Masamba mashizha manyoro kana akaomeswa emutii, anoiswa mumvura inovira kuti iite putugadzike.

Zvakafanana

tii · bisama-papu

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word