KwaunobvaDuramazwiPputsika

Duramazwi

putsika

Zvinoreva

Kudonha kana kutsemuka.

1

Kudonha kana kutsemuka.

Nemwoyo wakaputsika ndakafamba hangu ndichienda kuclassroom kwangu.

Nemwoyo wakaputsika ndakasiya ndawaridza mubhedha ndichibva ndakubuda hangu mubedroom ndakupinda mukitchen.

Akawana chitsetsu chendiro yakaputsika pasi.

2

Kuputsika kuita zvimedu kwechinhu mushure mekunge chadonhera pasi kana kuti charovera pachinhu chakaoma.

3

Kudonha.

4

Kuputsika kuputika kwechevakuru chichiburitsa mvura, kuratidza kuti nguva yemwana yekuti achibuda yakwana.

5

Kuputsika musoro kuvhiringidzwa nechimwe chinhu, zvokuti unobva washaya chokuita.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

putsira

Kana munhu achiti aputsira shungu dzake anenge asvikopedzera shungu dzake pamwe panhu.

Verenga

Swipe for the next word