Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiti aputsira shungu dzake anenge asvikopedzera shungu dzake pamwe panhu.
1
Kana munhu achiti aputsira shungu dzake anenge asvikopedzera shungu dzake pamwe panhu.
Uku ndakanga ndatukwa namai, ndokusvikoputsira shungu dzangu pamurume wangu wandakawana akadhakwa.
Kana munhu achiti aputsira shungu dzake anenge asvikopedzera shungu dzake pamwe panhu.
Kupwanya kana kuputsira chinhu pasi kuti chirasike.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03putudza
Kana mukomana akanzi aputudza anenge asvika pazera rekukwanisa kuitisa musikana pamuviri.
VerengaSwipe for the next word