Duramazwi
putsa
smash
-punza
Duramazwi
smash
Kana ari saTadiwa ainge aputsa chirongo asvika.
Makore awanda tadanana mudiwa, hazvigone kuti kuti tichiputsa chirongo isu tave kusvika.
Handidi kukunzwazve uchitaura muromo iwoyo, unoputsa musha.
-punza
Duramazwi
01 / 03putsika
Kudonha kana kutsemuka.
VerengaSwipe for the next word