KwaunobvaDuramazwiPpunza

Duramazwi

punza

Zvinoreva

Kupwanyira pasi.

1

Kupwanyira pasi.

Kana chinhu chichinzi chinopunza musoro chinenge chichitambudza munhu mupfungwa.

Kupunza kudonhedza chinhu pasi chobva chapwanyika kana kumeduka.

Umharadzi mweya wekupunza nokuda kukanganisa zvakazvinakira, kuri kuda kuti vanonzwanana vavengane.

2

Kupunza kudonhedza chinhu pasi chobva chapwanyika kana kumeduka.

3

Kana chinhu chichinzi chinopunza musoro chinenge chichitambudza munhu mupfungwa.

4

Kana munhu achinzi apunza musha anenge aita zvinhu zvinoita kuti vanhu vari pamusha vatadze kuwirirana zvekutoparadzana kwevanhu.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

punzika

Kudonha pasi kana kupwanyika.

Verenga

Swipe for the next word