Duramazwi
pupa
-tutuma
Duramazwi
Kupupa kubuda furo kunowanzoita sipo pakuwacha.

Kupupa kuita mafuro pamuromo kunoitwa nevanhu vanorwari nezvirwere zvakaita setsviyo.

Kana munhu apupa anenge apengera vanhu zvikuru.
-tutuma
Duramazwi
01 / 03pupidza
Kupupidza kufashaidza nyama, zvikuru yembeva, kuti irege kuora painoomeswa.
VerengaSwipe for the next word