Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ukasha maitiro ekushatirwa anoitwa nemunhu kana mhuka.
1
Ukasha maitiro ekushatirwa anoitwa nemunhu kana mhuka.
Zvino pavakapinda mubako vakatoosvika vane ukasha hwakapamhidzirwa chaiko.
Jenamwa munhu asingatangwi, ane ukasha chaizvo uye anotaura mashoko magaramwoyo.
Kupopotera munhu kumutaurira mazwi anomurwadza pamwoyo nezwi rinoratidza ukasha.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ukasvisvi
Ukasvisvi idziva guru rinenge rakadzika chaizvo.
VerengaSwipe for the next word