Duramazwi · zita
ukama
kinship · relation · relationship
Duramazwi · zita
kinship · relation · relationship
Ukama kuva vamwe chete nokusungana kunovapo pakati pevanhu veropa kana dzinza rimwe kana kuti vakaroorerana.
Ukama kuva vamwe chete nokusungana kunovapo pakati pevanhu veropa kana dzinza rimwe kana kuti vakaroorerana.
Kungoti zino irema rinongosekerera wese wese chero newarisingade asi mumoyo ndimo munhu maanoziva ukama hwake newe.
Aramba ukama apa huku yangu kurarama.
Ukama igasva hunozadziswa nokudya.
Kana zvinhu zvichinzi zvine ukama zvinenge zviine kakufanana pakushanda kana kuti pakutarisika kwazvo.
Duramazwi
01 / 03ukari
Kana munhu ane ukari anenge achikasika kushatirwa.
VerengaSwipe for the next word