KwaunobvaTsumoMhuriAramba ukama apa huku yangu kurarama.

Tsumo · Mhuri

Aramba ukama apa huku yangu kurarama.

Zvinorehwa

Kana ukaona munhu kana kuti hama yako asingadi kukushanyira uye kuwirirana newe, usanyunyuta nokuti haana chaanokudyira.

What it means

If you see someone, even a relative, who does not want to visit or get along with you, do not complain, because they owe you nothing.

Word for word

He who has refused relationship has given my fowl (longer) life.

Mamwe mataurirwo

Aramba ushamwari apa huku yangu kupona. (kupona: to live longer)

Aramba ura hwehamba aramba nomuto wacho.

Dzimwe tsumo dzemhuri

Dzose

Tsumo · Mhuri

01 / 03

Waita mbereko ada kusuka machira.

What it means

Once someone becomes a parent, they know they must give up childish things and take on the responsibilities expected of a parent, facing whatever hardship comes to them and their family.

Verenga

Swipe for the next proverb