KwaunobvaTsumoMhuriAkweva sanzu akweva namarara aro.

Tsumo · Mhuri

Akweva sanzu akweva namarara aro.

Zvinorehwa

Kana ukatora ndokuchengeta munhu ane vamwe pasi pake vaanoriritira ibva waziva kuti ndiwe wava kuvachengeta vose. Pachivanhu, murume anoroora mwana ine mwana wayo zvinoreva kuti anofanira kuchengeta vose mai nomwana.

What it means

If you take in and care for someone who has dependents relying on them, know that you are now responsible for caring for all of them too; in our culture, a man who marries a woman with a child must also care for both the mother and the child.

Word for word

One who has pulled a branch along also drags along its leaves.

Mamwe mataurirwo

Azvuva sanzu azvuva namashizha aro. (-zvuva: pull; mashizha: leaves)

Wadiya zai wadiya nhiyo yacho.

Dzimwe tsumo dzemhuri

Dzose

Tsumo · Mhuri

01 / 03

Waita mbereko ada kusuka machira.

What it means

Once someone becomes a parent, they know they must give up childish things and take on the responsibilities expected of a parent, facing whatever hardship comes to them and their family.

Verenga

Swipe for the next proverb