KwaunobvaTsumoMhuriMhandakadzi ihonza varanda.

Tsumo · Mhuri

Mhandakadzi ihonza varanda.

Zvinorehwa

Kupopotedzana kwayanhukadzi hakutevedzerwi, kana munhu akada kukutevedzera, anoguma asisina wokunzwana naye. Munhukadzi, zvikuru kana vari mai vemba, vakagaropopota nguva dzose vanoshayisa mhuri yose mujaro.

What it means

Women's quarrels should not be imitated; anyone who tries to copy that kind of behaviour ends up with no one left who gets along with them. Women, especially mothers, who constantly quarrel bring disharmony to the whole family.

Word for word

A querulous woman makes the servants lose weight.

Mamwe mataurirwo

Nharokadzi ihunza mhosva.

Dzimwe tsumo dzemhuri

Dzose

Tsumo · Mhuri

01 / 03

Waita mbereko ada kusuka machira.

What it means

Once someone becomes a parent, they know they must give up childish things and take on the responsibilities expected of a parent, facing whatever hardship comes to them and their family.

Verenga

Swipe for the next proverb