Duramazwi
shatirisa
outrageous
Duramazwi
outrageous
Kushatirisa kuita zvinhu zvinoita kuti mumwe munhu atsamwe.
Kushatirisa kuita zvinhu zvinoita kuti mumwe munhu atsamwe.
Kana mukomana achinzi ashatirisa musikana anenge amupa pamuviri vasina kuroorana.
Zvinhu zvinonyon'onya ndezvinoti ukazvifunga kana kuzvinzwa zvinokushatirisa.
Kana munhu achinzi anovava anenge achipopotera vanenge vamushatirisa kana kumukanganısira.
Kana mukomana achinzi ashatirisa musikana anenge amupa pamuviri vasina kuroorana.
-tsamwisa · femba · -kanganisa
Duramazwi
01 / 03shatiriswa
Kugumburwa.
VerengaSwipe for the next word