Duramazwi · zita
shata
ugly · grim · be ugly · ugly (be)
Duramazwi · zita
ugly · grim · be ugly · ugly (be)
Shata tumapuranga twakafara tunoiswa seri kwehwindo senzira yekudzivirira zuva kana chando.
Kana chinhu chakashata chinenge chichionekwa chisina kunaka, uye chisingadiwi navanhu vakawanda.

Chikomo shata divi rimwe ritambire pwere.
Pakamera, shata ndepanovhurika panopinda nechiedza kuti munhu akwanise kutora pikicha.
Shata tumapuranga twakafara tunoiswa seri kwehwindo senzira yekudzivirira zuva kana chando.
Pakamera, shata ndepanovhurika panopinda nechiedza kuti munhu akwanise kutora pikicha.
Kana chinhu chakashata chinenge chichionekwa chisina kunaka, uye chisingadiwi navanhu vakawanda.
Bhinya munhu ane moyo wakashata.
Shata tumapuranga twakafara tunoiswa seri kwehwindo senzira yekudzivirira zuva kana chando.
Kana munhu achinzi akashata anenge ane uso kana chimiro chisingayevedzi kutarisa.
Kana chokudya chashata chinenge chaora zvokuti hachichagoni kudyika.
Kana musikana asati aroorwa achinzi ashata anenge ava nepamuviri.
Kana munhu achinzi ashata anenge ava kukwanisa kuita zvimwe zvinhu chaizvo.
Mukomana uyu ashata pakurova mibobo yebhora.
-ipa · -nyangara
-naka
Duramazwi
01 / 03shati
shirt
VerengaSwipe for the next word