KwaunobvaDuramazwiIipa

Duramazwi · chiito

ipa

adverse · awful · giveaway · hopeless · unpleasant · wrongful · be bad, ugly · bad (be)

Zvinoreva

Kana chinhu chakaipa chinenge chisingatarisiki kana kuyemurika, kana kuti chakanganisika chisisina kumira zvakanaka.

1

Kana chinhu chakaipa chinenge chisingatarisiki kana kuyemurika, kana kuti chakanganisika chisisina kumira zvakanaka.

Badza guru ipa murimi, kuripa simbe inovata naro.

Ipa tsanananguro yakazara uye ugone kubata pfungwa nemanzwiro emuverengi.

Ipa zvikonzero zvaunofunga kuti ndizvo zvaparadza mhuri zhinji munyika.

2

Kana kuchinzi kwaipa vanhu vanenge vari shishi kuita zvavari kuita vachiratidza kushingirira.

3

Kana chekudya chichinzi chaipa chinenge chashata zvekusadyika.

Zvakafanana

nyangara · shata · -ora

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word