KwaunobvaDuramazwiIipwa

Duramazwi · zita

ipwa

Zvinoreva

Ipwa chirimwa chinenge mugunde chinokura kue-

1

Ipwa chirimwa chinenge mugunde chinokura kue-

Takabva neko kumhunga hakuna ipwa.

Gura ipwa iyoyo kuita nhengo dzamunokwanirana mose.

Mwayai ipwa kunze kunze kwemunda uko.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

ira

Kuzvidzivirira nenzira yeruzivo.

Verenga

Swipe for the next word