Duramazwi
Zvinoreva
Kuzvidzivirira nenzira yeruzivo.
Ichi chiitomwana chinoshandiswa kutsigira chiito, kuratidza kuti kana zviri kutaurwa zvangoitika pane zvimwezve zvichatevera. Musikana akaira aziva murume yatova mvana.
Imwe mhando yeira.
Kuzvidzivirira nenzira yeruzivo.
Mai vaTarubva vakamugan'ira vachiti aionza mukadzi nebasa.
Kuti danzu kuruma uchibva wangodambura pakarepo. Akati danzu chimedu chenyama, achibva atanga kutsenga akatsinzin'ira.

Mamwe mazwi ane I
IDuramazwi
01 / 03Iraki
iraq
VerengaSwipe for the next word