KwaunobvaDuramazwiIiri

Duramazwi

iri

Zvinoreva

Ichi chiratidzapedo chinoshandiswa mumipanda 5 na21. Iri basa rine mari chaizvo.

1

Ichi chiratidzapedo chinoshandiswa mumipanda 5 na21. Iri basa rine mari chaizvo.

Apa ndipo paakachizonyatsoona kuti it was all fake team iri rine zvaraitsvaga.

Vakaona kuti zvaisaita kuti vasiye basa iri risati rapera semunhu ainge auya.

Zvechokwadiwo zuva iri ndakawana atora rake chete and rangu raingovapowo.

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

irika

Kuirika kupamhidzira zvimwe zvinhu pane zvimwe.

Verenga

Swipe for the next word