KwaunobvaDuramazwiIirikidza

Duramazwi

irikidza

Zvinoreva

Kurumbidza.

1

Kurumbidza.

Kuirikidza kufuga kana kupfeka uchiisa machira kana kuti nhumbi dzimwe pamusoro pedzimwe.

Kuvirikidza kupfeka nguo pamusoro pedzimwe.

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word