KwaunobvaDuramazwiTtunhidza

Duramazwi

tunhidza

-jaidza

Zvinoreva

Kana uchitunhidza unenge uchitaura mashoko akanaka, okurumbidza mumwe. Vanhu vanonamata vanotunhidza mbiri yaMwari.

1

Kutunhidza kuita zvinhu zvinopa mumwe manyawi kuti arambe achienderera mberi nezvaanenge ari kukuzwa nazvo.

2

Zvakafanana

-jaidza

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tunhidzira

Kana munhu achitaura achitunhidzira anenge achiwedzeredza nenhema. Kana otaura anenge achitunhidzira saka unangwarira.

Verenga

Swipe for the next word