KwaunobvaDuramazwiKkurudzira

Duramazwi · chiito

kurudzira

cheer · commend · encourage · inspire · motivate · stimulate · urge · urge; encourage

-shishivadza

Zvinoreva

Kukurudzira kupa rutsigiro runoratidza kuti unenge uchifarira zviri kuitwa nomumwe munhu, uchimukuza kuti arambe akadaro.

1

Kukurudzira kupa rutsigiro runoratidza kuti unenge uchifarira zviri kuitwa nomumwe munhu, uchimukuza kuti arambe akadaro.

Saka vanovada zvisingaite nokuti vanokurudzira Vamhofu kubata mukadzi zvakanaka uye vanoudzana dzepakati kati pemoyo.

Ndinokurudzira kuti usaenda pachitsauko chepamberi usina kunzwisisa zviri muchitsauko chino.

Hunhu hunokurudzira vanhu kuti vadyidzane zvakanaka, kugona kuzvishandira, netsika dzinoyemurika.

Zvakafanana

-shishivadza

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word