KwaunobvaDuramazwiSsimbaradza

Duramazwi

simbaradza

Zvinoreva

Kusimbaradza kukurudzira munhu kuti asadzokere shure pane zvinenge zvava kumunene-

1

Kusimbaradza kukurudzira munhu kuti asadzokere shure pane zvinenge zvava kumunene-

Zvose izvi chinangwa kusimbaradza ukama pakati pemhuri.

Vabereki ndivo vakandisimbaradza pakudzidza kwangu.

Kusimbaradza kuita kuti chinhu changa chakapfava chiomarare. Bango rewaya raizenga-zenga vakarisimbaradza nokuritsindira.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

simbarara

Vabereki ndivo vakandisimbaradza pakudzidza kwangu.

Verenga

Swipe for the next word