Duramazwi
Zvinoreva
Vabereki ndivo vakandisimbaradza pakudzidza kwangu.
Kusimbarara kushinga kana zvinhu zvaoma.

Kaki rudzi rwemucheka wakasimbarara unoshandiswa kusona hembe, mayunifomu nezvimwewo zvakadaro.
Tiibhii ihosha inowanzo-bata vanhu mumapapu kana muma-bondo avo, ichivapedza muviri nokuvakosoresa zvakasimbarara.
Chiswa uswa hune midzi yakasimbarara chose.
Kusimbaradza kuita kuti chinhu changa chakapfava chiomarare. Bango rewaya raizenga-zenga vakarisimbaradza nokuritsindira.
Kusimbarara kushinga kana zvinhu zvaoma.
Tiibhii ihosha inowanzo-bata vanhu mumapapu kana muma-bondo avo, ichivapedza muviri nokuvakosoresa zvakasimbarara.
Chiswa uswa hune midzi yakasimbarara chose.
Kusimbarara kushinga kana zvinhu zvaoma.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03simbe
lazy
VerengaSwipe for the next word