Duramazwi · zita
simbe
lazy
nyopeshomvu
Duramazwi · zita
lazy
Simbe munhu asingadi kushanda, anofarira kungogara chete.
Munhu asingadi kushanda basa.

Chirimira marimiro emunhu simbe kana kuti asina ruzivo rwezvekurima, uye asina chaanoburitsa.
Kana munhu achinzi ane musvotahava anenge ari simbe huru.

nyope · shomvu
Duramazwi
01 / 03simbi
iron
VerengaSwipe for the next word